kck-x-pfumbi_rev_text_reg/02/08.txt

1 line
273 B
Plaintext

\v 8 "Mwalirayi utumwa wegereke iri pa Smyrna: 'Kayi naiye wokutoma nowokupejisira, wanga afa akapira futi: \v 9 "Ndinozivha mabasa awo nokutambula kuko novhulombo huho, asi uli ufumi.Nokutuka kayivho vhanoti tiri vha Juda, asi havho tshayivho.Asi isinagogo la Satani.