kck-x-pfumbi_jhn_text_reg/01/32.txt

1 line
298 B
Plaintext

\v 32 Jowana akapupula, akati, "Ndakavhona mwiya utshijikita kudenga senjivha, ikagala zezulu kuke. \v 33 Handina kuzivha kuti ndiye ,ali iye waka ndituma kuti ndi lovheje ne vula ali iye wamovhona uno lovheja ne mweya mutshwene. \v 34 Zose ndazwi vhona ndika talisisa ndikati suwa mwana wa mwali."