\v 9 Zwino ivho vhakati vhatshizwihwa, moyo yavho ikalovha vhakabuda umwe-umwe,vhatshi toma zamazera.Jeso ukasala aliwoga nounhukaji anga alipakati. \v 10 Jeso ukamuluka akati kavhali," unhukaji, uya wekupomegwa mhaka alipi? Hakuna wakutonga naa? \v 11 Iye akati,"Haapana ,Ishe." Jeso akati,nemi handikupi ulandu.Endayi izwo usadovha."]