\v 26 Kudhai Sathani akadzipandukira patchake, nokudzipatsanura, angagumi kure. \v 27 Akuna unobha zwiro zvounosimba, paanopinda mumba make akasamusunga, opedzepo ozobha.