twx_mrk_text_reg/12/38.txt

1 line
336 B
Plaintext

\v 38 Uye waitsa pakufundisa kwakw: Itao mbhore noanyori, anothanda kufamba nomatchira okurebha, anothandazwe zwoku tchungamidzwa mumakwanza, \v 39 anothandazwe mipando yomberi mumaSinagoga, nomipando yokutanga pakundiya. \v 40 anopedza zwese munyumba dzoshirikadzi, ngodawa eminamato yonguwa yakarebha. Aya ndiwo atchanyanya kutongwa.