\v 33 Mukadzi uya nokutya, nokuhuta, otchizia zvanga zvaitika, wakauya wakawharara pamberi pake, akamubvunza zwese zwangazwaitika. \v 34 Yena wakamuti: mukunda, kutenda kwako kwakuponesa. Enda norugare, uye gara wakatamba panyatwa.