twx_mrk_text_reg/04/26.txt

1 line
343 B
Plaintext

\v 26 Waiti: Uhu ndiwo umambo waMwari, Hinga munhu unokusa mbeu pamataka; \v 27 etchizowata, ozomuka nousiku nomasikati, mbeu yomera, yozokura, asingazwizii kuitika kwazwo. \v 28 Mataka oga anobhara, kutanga masakani, kwakuteera musisi, Kozouya tsangu dzowanda pamusisipo. \v 29 Mitchero yoibva nonguweyo tinounza sikeya, apo kukohwa kwaguma.