twx_mrk_text_reg/08/31.txt

1 line
255 B
Plaintext
Raw Normal View History

\v 31 Wakatangazve kuafundisa kuti zvaidhikanwa kuti Mwana womunhu atambure, eizorambwa noatchenjebvu noakuru akuru uye noanyori, azomuuraya mukupera komazuwa matatu ozomuka. \v 32 Wairea mazwi aya patchena. Uye Peduru wakamukweera pamutcheto omurambidza.