twx_jud_text_reg/01/12.txt

1 line
391 B
Plaintext

\v 12 Anarume aya, akaita semapuwe akaigika mumabhiko awo erudho. Aona anodhakara asina nzero, etchidziusha oga bhasi; aona ndimakuta pasina mbvura, anotorwa nodhutu; muti dzenguwa yomubvumbi wembvura dzisika bhari, akafa kairi, akatcherwa nenzinda, \v 13 bhopomo guru rebhahari, retchipangidzira utswerudzi waro; nyeredzi dzakashata, dziya dzokuti kudhima guru ndikokadzitchakandirwa tchose