twx_jhn_text_reg/04/25.txt

1 line
190 B
Plaintext

\v 25 Mukadzi adamuti: Ine ndikudziwa kuti Mesia alikuya (kuti anadaidziwa Krisitu); patche iye anauya, zvense zvinhu anadzatipalidzira. \v 26 Djeso adauti: Ine ndinewene wako ukulanga nawe.