twx_jhn_text_reg/03/07.txt

1 line
256 B
Plaintext

\v 7 Ausachamisiki nazvangu ndati: zvinadikana iwe muhirire kubarha. \v 8 Mhepo inafuliza kwayo inada, ese unazva dungu latche; nazvinezvi audziwi kuti irikubuda kuponi, kana kuti irikwenda kupi; nadyali ndizvo na wense wenewale kuti wana baliwa na Muzimu.