twx_heb_text_reg/07/20.txt

1 line
252 B
Plaintext

\v 20 Uye izvi azvina kuitika pasina kumbo pikiwa. Nodhii rimwe, aia aitambira upirisita asina kumbo pika; \v 21 nodhii rimweni, Uyu, Djesu, wakaita Mupirisita nokupika kaUya wakati: "Ishe apika uye awhiriri sure: 'Iwe ndiwe Mupirisita nokusingapere"'.