\v 18 Nokudharo murairo wokare unobvisua nokuti wakaremba uye usikabhatsiri; \v 19 patchokwadhi; Mutemo auna kukwanisa tchaidhikwana, nokudharo, rimwe tariro rikuro rakandua, nairona tinokwedhera kuna Mwari.