\v 71 Akatanga kutuka achi pika kuti: "Andimuzi wamuriku buya", \v 72 Noku kasika, djongwe rika rira kochi piri, uye Peduru aka rangarira zvaka vunzwa na Djesu kuti: "Ucha ndiramba katato djongwe arisati ra rira." Iyena akabudha penepo oyenda pa mucheto aka rira.