twx_gen_text_reg/41/53.txt

1 line
223 B
Plaintext
Raw Permalink Normal View History

\v 53 Makore manomwe ekukoha akawonekwa munyika ye Djipita akaguma kumapetu. \v 54 Makore manomwe edzara akatonga, se Josefa akazvwibhuya. kwainge kune ndzara munyika dzese, asi munyika yese ye Djipita kainge kune zwokurya.