twx_rut_text_reg/04/07.txt

1 line
313 B
Plaintext

\v 7 Karekare, yanga iri tsika yeku Iziraei yekusunungura uye nekutchinza upfumi. kuti zvisimbise mwanarume waibvisa mawachu ake yopasa kunou mweni; aya anga ari maitire otchitenderano tchakanaka oku Iziraeri. \v 8 Nekudharo hama yopaduze yakati kuna Boazi: " Zvitengere iwewe" uye ihena wakazvisa mahwachu ake.