twx_rut_text_reg/01/16.txt

1 line
455 B
Plaintext

\v 16 Asi Rute wakati: " usandite kuti ndiende kure newe, nguekuti kawutchaenda inini nditchendawo, pawutcha gara imim nditchagarawo, anhu ako atchaita angu, Mwari wako utchaitawo Mwari wangu. \v 17 pawutcha fira ndipo panditcha fira. uye ndipo pandhitcha kotserwawo. Mwari ngatingatishupe kusina tchiro tchati parazvanisae kuswikira taparadzaniswa nguerufu. \v 18 Noemi pakawona kuti Rute yanga akazvimisira kuti ayende nahe, wakahima kumupa mubvunzo.