twx_2th_text_reg/02/01.txt

1 line
242 B
Plaintext

\c 2 \v 1 Hama, pamusoro po kuuya kwa Ishe Djeso Kirisitu uye kubhatana kwedhu Naye, tinokumbira \v 2 kuti musadzimanikidze uye musanyeperwe, kana nemweya, kana nomasoko kana netsamba itchaita hingana yatarwa neso, sekunge zuwa raIshe raguma.