twx_2ki_text_reg/13/17.txt

1 line
611 B
Plaintext

\v 17 Ericha akatsa: " Funungura mawindo okumazvazuwa" uye iyena akazvita. Nokundaro, Ericha akatsa: " Kandira!", uye iyena akazvita. Tereri, iyena akatsa: "Uta uyu ndokuwina kwa Ishe, uta unokunda Siriya, iwewe utcharwisana nowaSiriya ku Afeki kufikira wauraiya". \v 18 Nokundaro, Ericha akatsa: " Bhata uta", uye Jeoaz akazvita. Iyena akatsa kuna mambo oku Israeri: " Ponda pasi", Jeoaz akaponda katatu uye akaimira. \v 19 Asi munhu wa Mwari akanyangadzuwa naye uye akatsa: " Waindikana kuponda kashano kana kuti kasere, zvenazvo, wairwisana nowaSiriya kuzamazra wawapedza, asi zvino utchawarwisa katatu".