twl_jud_text_reg/01/14.txt

1 line
567 B
Plaintext

\v 14 Inoki , wachinomwe kubvirla kuna Adhamu adhowapolofitila wakalewa atchiti nangala Dhedza nawakutcena nazvulu zvamazana \v 15 .Kuti ayenzaninisile vese nakuwapfumbula wese wasingadhe Dhedza pamsolo pawo wese wakusaya kudha Dhedza, pamabasa yazvakuipa zvawo wese nakuleka kudha Dhedza, adhoita nakuleka kudha kwawo Dhedza napadzulu pamafala yese yakuwoma yadhonhairiwa nanyakuphonya asingadhe Dhedza. \v 16 Ywo anyakunhunhuzika asingatende nezvanaazvo , a famba nakusilila kwawo , milomo yawo inyaila mafala yakuzvikudza, atchilemekedza vanhu nakudha kwakudhala.