twl_jud_text_reg/01/12.txt

1 line
374 B
Plaintext

\v 12 wanhu wowa malibwe adhosvisvika pamutambo wenhu pakudhanana, kana wadja naimipawaleke kutcha, anyakabhusa andozvibhusa iwo, magole yalibe mvura yamtinhiwa na mhepo, miti yamaweto isina zvibelekwa, Idhopfa kawiri, idhodzuliwa namidzi. \v 13 Matenatena wamumvura yanopenga yanotizira kunhadziswa kwayo, nyenyedzi dzino famba famba, adhoikiliwa kusvipa, kwakuleka kupela.