twl_jud_text_reg/01/03.txt

1 line
480 B
Plaintext

\v 3 vakudiwa, ndidhonyaira nditchitsunguirira kukuru kukunemberai, nakudha kwakupulumutsiwa kwedhu tese, ndidhowona kuti zviri bwino kukunemberai nditchikupfunzisai kuti mubhatsiriwe kajingi mukugutsikana kwamudhopasiwa nawakutchena kabhodzi. \v 4 Nakuti aripo amwe anhurume adhopinda pazinji, akhadhogara anemberewa kalekale kutomguewa koku. vanhu wasingadhe Dhedza. an,tchinja tsisi dza Dhedza wedhu atchizviita n,thisu atchiramba Dhedza m,bhodziyo mambo wedhu Djesu krisitu.