twl_3jn_text_reg/01/05.txt

1 line
419 B
Plaintext

\v 5 anodhiwa,unochanda basa labwino pa zvinhu zvese zvadhoyitiriwa na abhale nawa kunze wavo. \v 6 utsatimunha kudha kwako pamberi pa tchetche, uyita bwino ungagare utchiwaperequedza namodha wakuthemera kwa Dhedza. \v 7 thanguera wakabula na kudha kwa zita latche, vatchireka kutola tchinhu kuna vanhu hanamate. \v 8 panazvozvi isipano tindikana kutanbira zvidhonaka ndikaita mundhayo, kuti tinbatsirane pazvabwino.