twl_2th_text_reg/02/13.txt

1 line
376 B
Plaintext

\v 13 Isupano thindhikana kutenda Dhedza nguwa dzese , abhale wangu, abhale Dhedza adhotisaludza kubvira pakuyamba, kutimutchire muhubwino wa dhedza nakutenda zvatchakwadi \v 14 ndizvo zvadhokudhayidzirai namafala yedhu, kuti muwone kuvenequereyuwa kwa dhedza. \v 15 nayizvozvo,abhale wangu, mirayi mudhosimba, mutchenguete mitemo amudhoyudziva, kana fala kana tsamba ledhu.