twl_2th_text_reg/02/11.txt

1 line
179 B
Plaintext

\v 11 Ndipopa dhedza adhotumira tsimba dzakuphonheka,kuti agutsikane nazvakunhepa. \v 12 Pakuti wese asina kugutsikana natchayizvoizvo, asi wakanakidziwa na zvidhoyipa watonguewe.