twl_2th_text_reg/02/01.txt

1 line
303 B
Plaintext

\c 2 \v 1 Tsono tinkumbira kwamuri hama dzangu nhaya ya pakuya kwadjesu krisitu, nakuyungana kwedhu Kwamuri \v 2 kuti muleke kuzungunutsiwa nzeru pakukumbuka kwenyu, kana kudzidzimutsiwa , kana mumudzimu, kana mafala, kana na tsamba, zvichirewa kuti yabva kuna isupano, muchiti ntsiku ya Djesu yasvika.