twl_1th_text_reg/02/01.txt

1 line
274 B
Plaintext

\c 2 \v 1 Imi hama dzangu, mukukumbuka kuti kuuiya kwedhu kuna imipa kulibhe kugala kwakusaya hwenye. \v 2 Nadhenzipo zvatidhobhonera nakuitiriwa zvidhoipa pa Firipi, ninga zvamunziva , tidhosimbikira mu Dhedza wedhu, titchikuudzai fala latche pakati pakulambidziwa kukulu.