1 line
598 B
Plaintext
1 line
598 B
Plaintext
\v 3 Tsono izvi ndizvo zvindhikana kuitirawo Dhedza, iye an`dha kuti mugale vanhu vakusimba mukusaludziwa naiye bhasi musingaite uhule. \v 4 Mbhodzi na mdhodzi wenyu an`dhikana kugala na tchombo tchatche tchabwino tchakulemekedzeka. \v 5 Aleke kuita nakhudhitsitsa munzira yakuipa ninga vanhu asinganamate Dhedza. \v 6 Nadhenzo mbapaleke kugala panamunhu an`itira mbhiatche tchakuipa ne kumupunpsva patchinhu tchotchi na nzira yakalei, atchimuphonyesa pa zvinhu zvikhadhikana kuti zvigale zvatche iye patchatche, ninga isupano tidhokuudzai kale titchiti mambo patchatche atchalanga vanhu am`phonya. |