bwg_exo_text_reg/13/14.txt

1 line
565 B
Plaintext

\v 14 Pache wana wanu wanadzacuvhudzisani gale galepo, 'Izwi zwinaloganhi?' apo wavhudzeni: 'Likali bhocolache latsimba Yahweh adatibhudisa muIgipito, mudzico laudzyinhiriri. \v 15 Pache Farao, adanhozera, achiramba cuti tibhude, Yahweh adaulaia etse madanguwe iya mudzico la Igipito, madanguwe awadhu namadanguwe azwinhama. Ndizyo, inepano dinapira etse madanguwe azwinhama zwachimuna, dipo ine dinagulazwe madanguwe cuwanawagu'. \v 16 izwi zwinadzagala chitsalacano mumaja ache, nachitsalacano mumaputu ache, ndiano nabhoco latsimba Yahweh adatibhudisa muIgipito.