1 line
425 B
Plaintext
1 line
425 B
Plaintext
\v 34 Hino Mambo utchati kuna aya Ari kumokokwawo: 'uiyai, wakakomborerwa Abhabha Wangu, garai muMambo wamakagadzirirwa kubvira pakusikwa kwenhika. \v 35 Nokuti inini ndanga ndine ndzara Makandipa tchokurya; ndangandine mukawa Makandipa tchokumwa; ndanga ndri murendo Mukanditambira; \v 36 ndanga ndisina tchokupfeka mukandipa tchokupfeka; ndanga ndetchirwara Makandiriritira; ndanga ndiri mukarbhoso makawiya kuzo-Ndiona'. |