TOM-88PN_0003.MACHINGA/25/26.txt

1 line
284 B
Plaintext

\v 26 Asi ishe wake akamudhaira, etchiti: " Museendzi wakashata uye nhanungo, waiziwa kuti inini ndinokowa pandisina kusima uye ndinounganidza pandisina kubhararisa. \v 27 Nokudharo, waidha ko pasa mari yangu kuwatchengeti wemare, uye pakuwhirira kwangu ndaidha kutambira yakabharira.