TOM-88PN_0003.MACHINGA/26/59.txt

1 line
380 B
Plaintext

\v 59 Maphirista makuru uye nogungano rese akatswaga tchimwe tchapupu tchemanyepo kuna Djesu, kuitira kuti amutongere kufa. \v 60 Iwona aana kutchiwona kana tchimwe hatcho, kunyangwe zwapupo zwakawanda zwakabuiwa. Nokudharo pamberipo, akawiya unhu airi akapupura \v 61 uye akati: "Mwanarume Uyu wakati: 'Ndinokwanisa kuputsa themberi yaMwari uye ndetchizoiwaka pamatsiku matatu"'.