TOM-88PN_0003.MACHINGA/22/41.txt

1 line
178 B
Plaintext

\v 41 Panguwa wakangue akaungana wafaridzi, Djesu akabvundzisa hetchiti: \v 42 Itchinhi tchamunofunga pamusoro pe Kirisitu? mguewani mwauna iyena? iwo akamuti: "Mwauna wa David".