TOM-88PN_0003.MACHINGA/20/17.txt

1 line
364 B
Plaintext

\v 17 Pakanga Djesu etchikwira muDjerusarema, wakadhainza pamutcheto wafundi gumi nairi uye, muguanza, akabvunza: \v 18 "Onai: isusu tiri kukwira muDjerusarema, uye Mwana woMunhu atchaperekwa kumapirisita makuru uye wanyori. Aona anotemera kufa \v 19 uye Atchaperekwa kuwahedheni kuti amuseke Yena, oMubvenga uye Omukomera. Asi pazua retchitatu Yena atchamuka".