TOM-88PN_0003.MACHINGA/18/18.txt

1 line
419 B
Plaintext

\v 18 Patchokwadhi Inini ndinokuvbunzai: zvese zvamunosunga pasi zvitcha sunguao kudhenga; uye zvese zvamutchasunungura pasi zvitcha sunungurwao kudhenga. \v 19 Andizvopi bhasi, Inini ndinokuBvunzai kuti, kana air akatenderana panyika pamusoro petchamakumbira, itchi tchitchaitwa nokudha nokutetseka kwari naBhabha angu, ari kudhenga. \v 20 Nokuti pano air kana atatu akaungana muzita rangu, penepo ndiripo pakati pao".