TOM-88PN_0003.MACHINGA/10/08.txt

1 line
323 B
Plaintext

\v 8 Rapai wanorwara, mutsai wafi, tchenesai anemapere mbudzi, dzingirai madimoni. Nenyacha makatanbira, uye nenyacha ipai. \v 9 Musatore siriva, ndarama, kana Mukuwa muma bandhe enyu; \v 10 Kana tchiigiro pa rwendo renyu, kana matchira mairi hawo, kana hwachu, kana mudhondoro, uye wakafanira kusendzera zwekuryia zwake.