TOM-88PN_0003.MACHINGA/08/14.txt

1 line
170 B
Plaintext

\v 14 Ipapo Djesu paakapinda mumba maPita, wakaona ambiya ake akawata nokufuturwa. \v 15 Djesu wakabhata moko wawo, ipapo dhenda yakaenda; aona homuka otanga kumusenzera.