TOM-88PN_0003.MACHINGA/08/01.txt

1 line
274 B
Plaintext

\c 8 \v 1 paakatchita mugomo, anhu akawanda akamutera. \v 2 Pakauya munhu anomaperembudzi ogodhama pamberi Pake, atchiti, "Ishe mukadha, munondi rapa". \v 3 Djesu akatwasanura muoko wake omubhata, atchiti: "Inini ndinodha. kurapwa". pangua imweo akarapika maperembuzi ake.