Compare commits

...

10 Commits

3 changed files with 4 additions and 2 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 3 \v 4 Vadiwa, pandakanga ndisiisa shungu dzese dzekunyora izvi kwamuri zvinozivikaniwa zveruponeso, ndakanyora izvi kwamuri kuti mushingaire zvakanyanya kutsvaga kutenda uko kwakapihwa kabodzi kuvanhu vaMwari vatsvene. Kune mumwe murume akaisiwa pakati
\v 3 Vadiwa, pandakanga ndisiisa shungu dzese dzekunyora izvi kwamuri zvinozivikaniwa zveruponeso, ndakanyora izvi kwamuri kuti mushingaire zvakanyanya kutsvaga kutenda uko kwakapihwa kabodzi kuvanhu vaMwari vatsvene. \v 4 Kune vamwe varume vakaisiwa pakati penyu muchivande. Varume ava vakaisiwa rupawo wekupomehwa. Varune vasina humwari vakasandura nyasha dzaMwari wedu mumanzviro, zvakare vaneramba Tenzi wedu mubodzi naIshe, Jesu Kirisitu.

View File

@ -1 +1 @@
\v 14 \v 15 \v 16 Inoki, wechinomwe kuvha kuna Adhamu,akaporofita nezvazvo, asiti, Nangarawuwone! Jehovha ari kuuya nezvuru nezvuru zvavatsvene vake. Arikuuya kuzopa umwe noumwe mutongo wake, ari kuuya kuzopasa mhosva vakaipa pamabasa avo ose avakaita, asina nzira yehumwari, nemashoko anevava akatauhwa nevatadzi pamusoro pake. '' Zvinoti kurirarira kutenga, vasitevera zvishuwo zvavo zvakaipa.
\v 14 Inoki, wechinomwe kuvha kuna Adhamu,akaporofita nezvazvo, asiti, Nangarawuwone! Jehovha ari kuuya nezvuru nezvuru zvavatsvene vake. \v 15 Arikuuya kuzopa umwe noumwe mutongo wake, ari kuuya kuzopasa mhosva vakaipa pamabasa avo ose avakaita, asina nzira yehumwari, nemashoko anevava akatauhwa nevatadzi pamusoro pake. '' \v 16 Zvinoti kurirarira, kutenga, vasitevera zvishuwo zvavo zvakaipa. Miromo yavo inotarisa zvekuzvikudza, vanobatira vamwe kuti ivo vasimukire.

View File

@ -39,10 +39,12 @@
"front-title",
"01-title",
"01-01",
"01-03",
"01-05",
"01-07",
"01-09",
"01-12",
"01-14",
"01-17",
"01-20",
"01-22",