Wed May 01 2024 11:35:48 GMT+0200 (Central Africa Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2024-05-01 11:35:49 +02:00
parent d2015051a1
commit 302b44f7ac
3 changed files with 3 additions and 7 deletions

View File

@ -1,4 +1 @@
\v 17 Hino, kana wechiti ndiri mugovani newe, umuachire sezvaungandiachira inini. \v 18 Asi
kana akakuitira chiro chisinakunaka, kunyange anengava newe, undiravireni izvo. \v 19 Inini
Pauro, ndinozvinyora neruvoko rwangu, ndicharipa; ndisingarewi hangu kuti pamusoro pezveshe
unengava kwandiri, ndiyewe umene. \v 20 Eya, hama, ngandive nemufaro kubva kwauri munaShe. udzorodze moyo wangu munaKristu.
\v 17 Hino, kana wechiti ndiri mugovani newe, umuachire sezvaungandiachira inini. \v 18 Asi kana akakuitira chiro chisinakunaka, kunyange anengava newe, undiravireni izvo. \v 19 Inini Pauro, ndinozvinyora neruvoko rwangu, ndicharipa; ndisingarewi hangu kuti pamusoro pezveshe unengava kwandiri, ndiyewe umene. \v 20 Eya, hama, ngandive nemufaro kubva kwauri munaShe. Udzorodze moyo wangu munaKristu.

View File

@ -1,2 +1 @@
\v 21 Ndinokunyorera, nokuti ndinotenda kuzwisisa kwako, ndechiziya kuti uchaita wo kudarika
pandinokumbira napo. \v 22 Asi panguvaimweyo ndigadzirirewo pekugara pevaenzi, nokuti ndinoemera kuti muchandipuwa inini nekuda kwekunyengetera kwenyu.
\v 21 Ndinokunyorera, nokuti ndinotenda kuzwisisa kwako, ndechiziya kuti uchaita wo kudarika pandinokumbira napo. \v 22 Asi panguvaimweyo ndigadzirirewo pekugara pevaenzi, nokuti ndinoemera kuti muchandipuwa inini nekuda kwekunyengetera kwenyu.

View File

@ -27,7 +27,7 @@
"language_id": "pt-br",
"resource_id": "ulb",
"checking_level": "3",
"date_modified": "2023-05-11T15:58:09.5460284+00:00",
"date_modified": "2024-02-07T22:33:08.3573952+00:00",
"version": "6.10"
}
],