Fri May 03 2024 21:33:28 GMT+0200 (Central Africa Time)
This commit is contained in:
parent
63d2e321c5
commit
f27ad90fdc
|
@ -1,5 +1,4 @@
|
|||
\v 12 \v 13 \v 14 Asi ava zvavanotuka zvavasingazivi, vakaita semhuka dzisinamurangariro, dzakaberekwa kuti dzibatwe, dziparadzwe, navo vachaparadzwa pakuora kwavo, 13 vchiitirwa
|
||||
zvisakarurama, uri mubairo wokusarurama kwavo; savaya vanoti, mafaro kuita zvakaipa
|
||||
masikati, ivo makwapa namavara, vanofara nokunyengera kwavo kana vachidya nemi;
|
||||
\v 12 \v 13 \v 14 Asi ava zvavanotuka zvavasingazivi, vakaita semhuka dzisinamurangariro, dzakaberekwa kuti dzibatwe, dziparadzwe, navo vachaparadzwa pakuora kwavo, 13 vechiitirwa
|
||||
zvisakanaka, uri mubairo wokusanaka kwavo; sevaya vanoti, mafaro kuita zvakachata masikati, avo makwapa nemavara, vanofara nokunyengera kwavo kana vechidya nemi;
|
||||
14 vanameso azere novupombwe, asingaregi kutadza; vanonyengera vanhu vasinesimba;
|
||||
vanomoyo wakadzidziswa kuchiva; ivo vana vokutukwa
|
Loading…
Reference in New Issue