Fri May 03 2024 22:11:28 GMT+0200 (Central Africa Time)

This commit is contained in:
Ndau-Mossorize 2024-05-03 22:11:29 +02:00
parent d3720da505
commit 8a408627aa
3 changed files with 5 additions and 3 deletions

View File

@ -1,2 +1 @@
\v 3 \v 4 pakutanga muzive henyu chiro ichi, kuti pamazuva ekupedzisira vaseki vachauya vechicheka, vechifamba nokuchiva kwavo, 4 vechiti: Chipikirwa chekuuya kwake chirikupi? Nokuti
kubva pakuparara kwemadzibaba, zviro zvose zvinongoramba zvakaita sezvazvakanga zvakaita kubva pakutanga kwekusikwa.
\v 3 Pakutanga muzive henyu chiro ichi, kuti pamazuva ekupedzisira vaseki vachauya vechicheka, vechifamba nokuchiva kwavo, \v 4 vechiti: Chipikirwa chekuuya kwake chirikupi? Nokuti \p kubva pakuparara kwemadzibaba, zviro zvose zvinongoramba zvakaita sezvazvakanga zvakaita kubva pakutanga kwekusikwa.

2
03/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,2 @@
5 Nokuti vanokangamwa nobwoni chinhu ichi, kuti kare denga raivapo, nenyika yakabudiswa mumvura, yakaitwa nemvura neshoko raMwari; 6 nazvo nyika, yaivapo nguva iyo. Yakafukidzwa
nemvura ikaparadzwa. 7 Asi denga riripo zvino nenyika zvakavigirwa moto neshoko ireri zvinochengeterwa zuva rokutongwa nerokuparadzwa kwevanhu vasingadi Mwari

View File

@ -56,6 +56,7 @@
"02-17",
"02-20",
"03-title",
"03-01"
"03-01",
"03-03"
]
}