Fri May 03 2024 21:41:28 GMT+0200 (Central Africa Time)
This commit is contained in:
parent
6f54378108
commit
5befc3967f
|
@ -1,3 +1,3 @@
|
||||||
Nokuti avo, kana nenzira yokuziva Ishe, Muponesi Jesu Kristu, vambotiza havo zvinosvipisa zvenyika, kana vakabatwa nekukundwa zve nazvo, kuguma kwavo kwaipa kupfuura kutanga
|
Nokuti avo, kana nenzira yokuziva Ishe, Muponesi Jesu Kristu, vambotiza havo zvinosvipisa zvenyika, kana vakabatwa nekukundwa zve nazvo, kuguma kwavo kwaipa kupfuura kutanga
|
||||||
kwavo. 21 Nokuti zvaiva nani kwavari kana vasaiziva nzira yokururama, pakuti vadzoke pamurairo mutsvene wavakapiwa, wavakanga vambouziva havo. 22 Zvinorebwa neshumo
|
kwavo. 21 Nokuti zvainga nane kwavari kana vasaiziva nzira yokunaka, pakuti vadzoke pamurairo mutsvene wavakapiwa, wavakanga vambouziva havo. 22 Zvinorewa neshumo
|
||||||
yechokwadi ndizvo zvakaitwa kwavari, zvinoti: Imbwa yakadzokera kumarutsi ayo, nenguruve yakanga yashambidzwa, kukuvumburuka mumato
|
yechokwadi ndizvo zvakaitwa kwavari, zvinoti: Imbwa yakadzokera kumarutsi ayo, nenguruve yakanga yashambidzwa, kukuvumburuka mumato
|
Loading…
Reference in New Issue