Tue Apr 30 2024 15:07:33 GMT+0200 (Central Africa Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2024-04-30 15:07:35 +02:00
parent ff82613d1b
commit 01e1d2eac5
1 changed files with 1 additions and 1 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 18 Ndinokupa basa iro, iwewe Timotio, mwana wangu, kuti sezvazvakaprofitwa kare pamusoro pako, urwe pfumo rakanaka mazviri. \v 19 Wakabata kutenda nehana yakarurama; iyo yakarashwa navamwe, vakarashikirwa nokutenda, \v 20 vamwe vavo ndiHimenio naArekizandro, vandakaisa kunaSatani, vadzidziswe kuti varege kumhura Mwari
\v 18 Ndinokupa basa iri, iwewe Timotio, mwana wangu, kuti sezvazvakaprofitwa kare pamusoro pako, urwe pfumo rakanaka mazviri. \v 19 Wakabata kutenda nehana yakanaaka; iyo yakarashwa nevamwe, vakarashikirwa nekutenda, \v 20 vamwe vavo ndiHimenio naArekizandro, vandakaisa kunaSatani, vadzidziswe kuti varegere kumhungura Mwari.