1 line
373 B
Plaintext
1 line
373 B
Plaintext
\v 14 Nayezwo , vhadikanwa vhangu tizani kumifananijo. \v 15 Ndinolevha kamuli savhanhu vhanohwisisa , fungani zwandinolevha. \v 16 Ukombe wokuvhonga watinovhonga hakusangana nelopa la Jeso nna ? Vhuroto hwatino pemula hakusangana nawumbiri wa Jeso nna? \v 17 Nokuti pane tshingwa tshimwe peji isu vhanji tiri umbiri umwepeji nokuti tirno kovhana tose tshingwa tshimwepeji. |