ndc_rom_text_reg/08/37.txt

2 lines
358 B
Plaintext

\v 37 Pazvinhu zviro zveshe tiri vakundi nokupfuvurisa naiye wakatida. \v 38 Nokuti
ndinoziva kwazvo kuti kunyange rufu, kana vupenyu, kana vatumwa, kana vanesimba, kana zvazvino, kana zvinovuya kana masimba. \v 39 kana kwakakwirira, kana kwakadzika, kana chiro chimwe chakasikwa, hazvingazoiti kutiparadzanisa nerudo raMwari, riri munaKristu Jesu, Ishe wedu