ndc_rom_text_reg/13/06.txt

1 line
276 B
Plaintext

\v 6 Ndizvo sake munoripa vo mutero. Nokuti ndivo varanda vaMwari vanoramba vechingobatira chiro icho. \v 7 Ripirai veshe zvavanofanira kuripirwa: Mutero kunavanofanira kutererwa; muripo kunavanofanira kuripirwa; kutka kunavanofanira kutkiwa; kukudza kunavanofanira kukudzwa.