ndc_rom_text_reg/13/03.txt

1 line
445 B
Plaintext

\v 3 Nokuti vabati havatkisi unobata basa rakanaka, asi rakachata. Unoda kusatka simba here? Ita zvakanaka, ugorumbidzwa navo. \v 4 Nokuti ndiye mushumiri waMwari kwauri, kuti akuiitire zvakanaka. Asi kana uchiita zvakchata, itka, nokuti ena haabati munondo pasina; nokuti ndiye mushumiri waMwari, mutivi wokutsamwa kunounoita zvakachata. \v 5 Nazvo, munofanira kuzviisa pasi pavo, musikadaro nokuda kwokutsamwa bedzi, asi nokudawo kwehana.