ndc_rom_text_reg/11/33.txt

1 line
174 B
Plaintext

\v 33 Haiwa kufuma kwokuchenjera nokuziva kwaMwari kwakadzika sei! Kutonga kwake hakunganzverwi, nenzira dzake hadzingarondwi! \v 34 Nokuti ndianiko wakanga ari murairi wake?