ndc_rom_text_reg/11/28.txt

1 line
179 B
Plaintext

\v 28 Kana iri Vvhangeri, avo vavengi vaMwari nokuda kwenyu; asi kana kuri kusanangurwa, vadikanwa nokuda kwamadzibaba. \v 29 Nokuti zvipo zvaMwari nokudana kwake hazvishandurwi.